Kubvumbi

Mwedzi | Ndira | Kukadzi | Kurume | Kubvumbi | Chivabvu  | Chikumi | Chikunguru | Nyamavhuvhu | Gunyana | Gumiguru | Mbudzi | Zvita | Gore

Kubvumbi (Chirungu: April) mwedzi wechina unoteera Kurume. Mus

Harare, Zimbabwe Mumwedzi waKubvumbi zuva ra18 ndiro zuva rekupemberera Kusununguka kweNyika yeZimbabwe
<< Kubvumbi >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1 2 3
4 5 6 7 8 9 10
11 12 13 14 15 16 17
18 19 20 21 22 23 24
25 26 27 28 29 30
2021
Karenda yemwedzi waKubvumbi

Vambo rezitaEdit

Kubvumbi zvinoreva mwedzi wemvura. Kazhinji muZimbabwe mvura inonaya nemvura zhinji-zhinji uye mabhanan'ana. Pava pakupera kwemwaka wemvura ndipo panonaya mvura nyoro muna Kubvumbi.[1]

MwakaEdit

Tsika dzevanhuEdit

Zimbabwe

Musi wa18 Kubvumbi izuva rekupemberera Kusununguka kweNyika yeZimbabwe.

Mabviro eruzivoEdit

  1. http://www.zambuko.com/mbirapage/shona_imports/pages/calendar_months.html