Huchena

(runangakatsva kubva kuKuchena)

Tarisafi futi peji re Muvara ne Mazita e mavara

Mavara machena
Ruva reruvara chena

Huchena (ku Chingezi: Shades of white; whiteness) kureva mavara machena.

Tsananguro chinjirudza

KuMashona mavara aionekwa muzvikamu zvina:

Mamwe Mazwi chinjirudza

Tafura ye mabvute e mavara majena chinjirudza

bvute ye ruvara Enzano Khodhi Chingezi
jena; chena white
parera pearl white
aribhasti; arabhasti; arabhasta alabaster white
sinu; sitwa; sidwa snow white
munyanga; mnynga ivory white
jenero cream white
shifoni chiffoni
tsiki porcelain; ciqi [Chichayina]

Mavambo e mazita chinjirudza

WHITE

chena; jena


PEARL WHITE

parera


ALABASTER WHITE

aribhasti; arabhasti; arabhasta


SNOW WHITE

sinu ; sidwa; sitwa

-rinobva izwi reChingezi snow = sinu; uye mazwi emitauro yeChiBantu, Chizuru = iqhwa; Chitswana/Chisoto = lehlwa. Chirozi = litwa


IVORY WHITE

mnyanga; munyanga

- rakabva ku nyanga yenzou zita rinoshandiswa kuti 'ivory', asi rinopfupiswa kunzi Munyanga.


CREAM WHITE

jenero


CHIFFON WHITE

shifoni

- kubva kuchingezi Chiffon = shifoni


PORCELAIN WHITE

tsiki

-rakabva ku Chichayina ciqi. Porcelain yakawanikwa muUmambo hweZimambwe yakabva kuChayina ne Pezhiya.

Mitauro ye ChiBantu chinjirudza

  • VaKongo vanoti mpembe (whiteness, white, pallor) kureva huchena. VaKongo vanoti pemba (be white; get white; whiteness) kureva kuchena. VaNyoro vanoti ente orukwera (n. a white cow).
  • Herero vanoti pyembaerisa (make white; make to shine). Mamwe mazwi: vapa (fair, white). Nsenga vanoti utua (n. whiteness, purity). Bavili vanoti cyenisi (v. to light up).
  • Mang'anja vanoti kuera (to be white or light) kureva kuchena. Mamwe mazwi: kuyera (of whiteness, cleanliness, brightness, clearness, purity, holiness) kureva huchena.
  • VaTakwane vanoti weela (v. be white). Yoweela (adj. white). VaNyakyusa vanoti unkasi umwelu, mukadzi muchena. VaLozi vanoti busweu (n. whiteness) kureva huchena.
  • VaGwere vanoti bweru (1. whiteness, 2. transparency, honesty, intergrity) kureva huchena. VaGulu vanoti -jeru (white) kureva huchena. Mbunda vanoti butoka kureva huchena.
  • VaNyika vanoti inzeru (white), huchena. VaMbugwe vanoti mweeru, keru kana njere (white), huchena. VaGulu vanoti numba yera (clean house), imba yakachena.

Mazwi Anotodzana chinjirudza