Kana munhu achinzi akachenama zvinoreva kuti ane pamuromo, anofarira bopoto.

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza
  • Mai vari pamhiri apo ndatoshya kuti ndovatanga sei nokuti vakachenama zvisingabviri.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaYao vanoti kuchenama (to be quarrelsome ; to be fierce) vachireva kuchenama.