Shoko rokuti kuchidza kana kuti kuchidzira (Stoke a fire) rinoreva kusundira huni muchoto kuti dzibvire. Shoko iri rinoshandiswawo kutaura zvimwe zviitiko zvinokurudzira kuti zvinhu zvienderere mberi - inonzi fostering or encouraging muChirungu.

Tsika chinjirudza

  • Kuchidzira huni mumoto ubvire zvakanaka.
  • Mushonga wakakuchidzira urwere.
  • Ari kushanda mheru kuchidza nguva yaanga akarara masikati - apa kureva to make up.