Kuchisa mbatya zvinoreva kutwasanura machira kana mbatya uchishandisa simbi inopisa, ingava ayini ine mazimbe muakati kana ayini yemagetsi.

Hutsanana chinjirudza

Kuchisa mbatya kunobatsira kuuraya tupkanana twakadai seinda tunokwanisa kugara pambatya kana machira.

 
Pikicha yakaitwa naEdgar Degas ine mukadzi ari kuchisa mbatya