Kudzekenyedza
- Kudzekenyedza (1. Squeeze in among; 2. Be a tight fit) apa kureva kupfekenyadza uchipinda pakati pezvinhu kana vanhu. Tsotsi inodzekenyedza mukati mavanhu: a tsotsi squeezes himself in among people.
- Kudzekenyeka, dzekenyeka (be a tight fit).
- Mudzekenyedzi sezita remhuri (n. a family name).
- Kudzekenyedza (Insinuate) apa kureva kutaura zvaunoda kureva uchipotereka, usinganatsoti dyo-o pabumbiro renyaya.
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |