• Kudzidziuka (revive from unconsciousness) apa kureva kubengenuka kubva pakutaika pfunga kana kuita chadzimira.
  • Kudzidziuka (Cut open a hollow object) apa kureva kucheka chinhu chine mhango pakati.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.