Nyota
(runangakatsva kubva kuKudzvutura)
Nyota ihavi yokuda kunwa mvura kana zvimwe zvinonwiwa. Nyota inokonzerwa nokushomeka kwemvura mumuviri kana kuvepo kwezvinhu zvakadai semunyu zvinokonzera kuti munhu ade kunwa mvura.
- Kamhutu kana kudzvutura (to sip, to take a sip) kutaura kunwa zvishomane.