Shoko rokuti kufasa (become excessive) rinoreva kuwandisa kwezvinhu kusiri kutapudzika kana kuwanda kwebasa rinofanirwa kuitwa risiri kutapudzika.

Runyanyu (excessiveness).

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Mombe dzakafasa nhasi, hameno vakapedza kudhibhisa kunze kuchakachena.
  • Ndakundika kuenda kumutambo nokuti basa ranga rakandifasa.