Kufunura

Kufunura kana Kusendenudza (to peel) zvichireva kukwatura ganda kana pendi.

Mazwi eBantuEdit

  • VaZigula vanoti kufunika (to cover; to eclipse). Sokuti Trump amfunika Bush - Trump eclipsed Bush.
  • VaZigula vanoti kufunikwa (to be covered). VaZigula vanoti kufunula kana kufunulwa (to uncover; to be uncovered).
  • VaLenje vanoti funika (v. cover) vachireva kufugidza. Mamwe mazwi: fununa (v. uncover, take lid off) vachireva kufugunura.
  • VaWanga vanoti okhufunula (uncover) vachireva kufunura. Mamwe mazwi: okhufunika (v. to cover).