Kugunzva
Kugunzva (touch in passing; brush against) zvinoreva chiitiko chokuti munhu akagumhana nechinhu. Izvi zvinosanganisira kunozivawo kuti chinhu icho agumhana nacho: chinopisa kana kutonhora, chakapfava kana chikukutu, chakakwenenzwerwa kana kuti chinomara. Nhengo dzose dzemuviri dzinoziva kugunzviwa.
Mamwe Mazwi chinjirudza
Mitauro yeBantu chinjirudza
- VaTonga vanoti ku ampa (to touch).