Shoko rokuti Kugura mhaka (decide a case) rinotaura kutongera munhu kuti ane mhosva yaanopika jeri kana kuripa.

Condemnation inoturikirwa kunzi kugurira. Wacho anotonga mhosva anonzi muguri.

  • Ndiani anogura mhosva iyi?

Mazita eMhuri chinjirudza

Maigurira izita remhuri.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Kugura uku kwaitwa ngomutemo wevarindi, nendaa yagurwa ngeizwi raavo vakacheneswa...: The decision is announced by messengers, the holy ones declare the verdict, (Daniel 4:17 Bhaibheri reChiNdau).
  • Kudakara kwake kuri mukutya Mambo Mwari. Aazotongi ngokuona kwemadziso ake, nokuti kugura ngokuzwa kwenzee dzake: He will delight in fearing the Lord. He won’t judge by appearances, nor decide by hearsay. (Isaiah 11:3, Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaLugwere vanoti kusala (to pass sentence) kureva kugura mhaka.
  • VaLugwere vanoti kusala (cut, slice, chop, harvest by cutting, shave, saw wood, slaughter an animal) kureva kucheka kana kugura.
  • VaLugwere vanoti kusalawo ( v. decide, choose; make a judgement) vachireva kushara.
  • VaKikuyu vanoti chira (to decision) vachireva hurongwa?.
  • VaKikuyu vanoti kochira (to decide; to try - judge) vachireva kutora zano?.