Kujitika
Kujitika (to jump down) zvinoreva kujambira pasi uchibva pakakwirira.
Mitauro yeAfrika Chinjirudza
- VaMaconde vanoti kuchitika (to jump down); VaShona vanoti kujitika.
- VaMandinka vanoti jiita (has gone down; droped).
Kujitika (to jump down) zvinoreva kujambira pasi uchibva pakakwirira.