Kukadzi

Mwedzi | Ndira | Kukadzi | Kurume | Kubvumbi | Chivabvu  | Chikumi | Chikunguru | Nyamavhuvhu | Gunyana | Gumiguru | Mbudzi | Zvita | Gore

Kukadzi (Chirungu; February) kana Rukuve inguva inouya serunyararo kubva muzvishoma zvamwedzi wandira zvigadzirwa. Inguva iyo vakadzi vanodzora chiitiko. Vakadzi vane simba, vanenge chidzoka kubva kuminda uku vachienzanisa pamisoro yavo, tswanda dzetsanga dzakazara nemanhanga, mapudzi (squash), nzungu nema nyimo (roundnuts).[1][2]

Murume akatakura Chibage
<< Kukadzi >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1 2 3 4 5 6
7 8 9 10 11 12 13
14 15 16 17 18 19 20
21 22 23 24 25 26 27
28
2021
Karenda yeMwedzi waKukadzi

Mwedzi une mazuva makumi maviri nemasere mumakore akafanana kana makumi maviri nemapfumbamwe mumakore ekusvetuka, nezuva rechimakumi maviri nepfumbamwe riri kunzi zuva rekukwakuka. Ndiwo wekutanga pamwedzi mishanu kuve nemazuva asingasvike makumi matatu nemasere (mamwe mana ari Kubvumbi, Chikumi, Gunyana, naMbudzi) uye iwo wega kuva nemazuva asingasviki makumi matatu.

Mwedzi minomwe

  • Ndira, Kurume, Chivabvu, Chikunguru, Nyamavhuvhu, Gumiguru naZvita

vane mazuva makumi matatu nemasere, zvichisiya mwedzi mina yakambotaurwa (Kubvumbi, Chikumi, Gunyana, naMbudzi) kuva nemazuva makumi matatu chaiwo. Izvi zvinoreva kuti mimwe mwedzi gumi nerimwe ine mazuva makumi matatu.

Vambo rezitaEdit

Zuva remwedzi uyu rakabva kuvakadzi nekuti imwedzi revakadzi, ndivo vanenge vachiunganidza zvinhu kubva kumunda.[1]

Mutsika dzevanhuEdit

RuambanyeredziEdit

Muruambanyeredzi, mwedzi waKukadzi unomirira masaini mavirira ezodhiyaki saini maviri:

Dombo remwedzi waKukadzi iEmishesi (amethyst)

Mabviro eruzivoEdit

  1. 1.0 1.1 https://zimboriginal.com/shona-names-of-months/#February Yakatariswa: 25 Chikumi 2021
  2. http://www.zambuko.com/mbirapage/shona_imports/pages/calendar_months.html Yakatariswa: 25 Chikumi 2021
  3. The Earth passed the junction of the signs at 04:56 UT/GMT February 19, 2020, and will pass it again at 10:43 UT/GMT February 18, 2021.
  4. "Karenda yeRuambanyeredzi"