Kukenerana zvinoreva kupindirana kana kuwirirana kwevanhu vaviri.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Chido naTakudzwa vari kukenerana chaizvo mazuvano.
  • Wamuudzireyi nyaya yangu? Inini naBoston hatikenerane.

Mitauro yeBantu chinjirudza