Panoitwa mabasa ehushangazhi, shoko rokuti kukoera (Assembling or putting together) rinoreva kubatanidza nhengo dzechinhu dzambotanga dzakapararana. Chinobatanidzwa chingava turuzi kana muchina wakaita semuchovha, kana television.

Mashandisirwo eshoko iri pano anoda kufanana nokushandiswa kunoitwa mukurima nokuti kukohwa pakurima kunoreva kubatanidzwa kana kuuunganidzwa pamwe kwezvirimwa zvasvika.

Tsika chinjirudza

  • Michovha iri kukoerwa kuHarare paWillowvale Madza Motor Industries.
  • Kukohonoka shoko iri rinotaura kupatsanuka kwechinhu chinenge chakambo koedzwa. KuEnglish kwonzi come to pieces from assembled object, become undone.