Kukomera

Kukomera kana kukoma (to hammer) zvinoreva kurovera hoko kana zvipikiri, zvikurusei takanangana nokusimbisa chinhu kuti chisazungunuka.

Mazwi eBantuEdit

  • Mururimi rweLuwanga vanoti okhukhoma (v.tr. hammer; nail; crucify).
  • Mururimi rweLuwanga vanoti okhukhomera (v.tr. plant one seed at a time).
  • Mururimi rweLugwere vanoti kukomerera (v. pin down).
  • VaYao vanoti komela (to hammer in) kureva kukomera.