• Kukuma Kutaura (1. Speak fearlessly; 2. Discuss important matters) apa kureva kutaura munhu usingatyi uchitaura nhau dzakakosha nenzira inogutsa vanonzwa.
  • Kukuma
  • Kukuma semombe (1. Low; 2. bellow) apa kureva kubowa kwemombe kana dzimwe mhuka dzakadai senyati.
  • Kukuma Muti (1. Cutting or removing complete section of bark frrom tree; 2. Making incision for drawing sap) apa kureva kucheka uchibvisa gwati wakatenderedza hunde yemuti yose. Shoko iri rinorevazve kucheka kana kuboora gwati romuti nechinangwa chekukumura urimbo.



Nota disambigua.svg
Peji rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana internal link rakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.