Kumaira
Shoko rokuti kumaira (to visit) zvinoreva kushanyira munhu zvikurusei murwere. Vamwe vatauri vanoshandisa shoko rokuti kumema ipapa futi.
Kurerutsa MutauroChinjirudza
- Vabereki vake vaisafara nenhau yokuti Sarudzai akanga asisavamaira.
- Kushanyira, kufambira, kukanda mumvuri, kuvhakachira.