Kumberereka

Kumberereka kana kutimhaira (Wander aimlessly). kana kutimhaira zvinoreva kungofamba uchitenderera panzvimbo zvisina chinangwa. Handidi kuti vana vamberereke kana vaburuka mubhazi: I do not want the children wandering about after getting off the bus.

NziyoEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • VaGungu vanoti kutaaruuka, kuzengeera (v. wander, walk slowly here & there without purpose or direction) kureva kudzengerera.
  • VaGungu vanoti kutaaruuka (v. be sexually promiscuous like a prostitute).