Kumedza
Kumedza chitiiko chinotedera zvadyiwa kubva mukwanwa, zvichidzika nepahuro, nenzira inoti muronga wemweya unenge wakavharika kuti munhu asakachidzwa.
Chirevo
chinjirudza- Imbwa kumedza bvupa ingodada nechivhuno. A dog swallowing a bone is confident of its power to break it.
- Munguva yeHondo yeChimurenga vaimbi vakaimba - Vakatora nyika vakaita machimbidza kumedza, kutsenga kuchada'.