Kumwakatika
Shoko rokuti kumwakatika (friable kuChirungu) rinoreva chinhu chinopfupfunyuka zviri nyore.
Kurerutsa Mutauro chinjirudza
Jecha rinoita kuti dongo rimwakatike.