Tarisai futi peji re Upangamutowo

Upangamutowo (ku Chingezi: taxonomy) kana kupatsanurwa kwe zvipenyu, muzvidzizo cheruambamhenyu kunobatsira kuwongorora nokunzwisisa zvinhu zvipenyu.

Zita chinjirudza

Tarisai futi peji re Chivakamberi -onomy (nomy)

Vambo re shoko chinjirudza

Muruambamhenyu, taxonomy (kubva kuChigiriki τάξις ( taxis )  'kuronga; kupanga', uye -νομία ( -nomia )  'mutowo') ndiko kudzidza kwesainzi kwekutumidza mazita, kutsanangura ( kudzingisa) uye kupatsanura mapoka ezvisikwa zvipenyu zvinoenderana nehunhu hwakagovaniswa.

Kupiwa kwe zita chinjirudza

Zvichiendererana nepeji re Upangandimo, chivakamberi chekuti -nomy mu Chingezi, chivakashure chinonzi Upanga muChishona.

  • Chivakashure nomos chaturikirwa kupanga (to make a law, command, order, arrange, organise, align, to devise).
  • Agronomist rinenge roturikirwa kunzi chipangandimo.

Kupatsanura Mhuka chinjirudza

Mhuka dzinopatsanurwa nenzira dzinotevera.

Mabviro eruzivo chinjirudza

  1. Vashona, 30 Gunyana 2019, "distribute" Yakatariswa: 27 Nyamavhuvhu 2021
  2. Vashona, 30 Chikunguru 2015"method" Yakatariswa: 17 Nyamavhuvhu 2021