Kupesvera (to incite, to stir up especially to fight) apa kureva kufurira kana kukuridzira vanhu kuti varwe zvibhakera.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Kupesva (to provoke, to incite) zvinoreva kudenha kana kufurira kuti vanhu varwe.
  • Mhesvamukono munhu anofurira vamwe kuti varwe.