• Kupeta Nhumbi (to fold) zvichireva kukumbanidza jira, pepa, gumbeze kana chimwe chinhu chakatambanuka nenzira yakarongeka.
  • Kupeta (to winnow) zvinoreva kuwurutsa.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.