Kupfudza
- Kupfudza (to go constantly to a place; be intimate there, go often to same place) zvinoreva kugaroenda panzvimbo kana kunhu kuri kurehwa.
- Kupfudza (to do away with, to abolish) zvichireva kutema mutemo unodzivisa kuitwa kwechinhu.
- Kupfudza Zvakanyorwa (to wipe away or erase written material) zvichireva kupukuta kana kudzima zvakanyorwa.
- Kupfudza Muchato zvichireva kugura muchato zviri maererano nemutemo wedunhu.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |