Iri izwi rechiShona rinoreva pamuviri panenge pabva pega kana kuti kufirwa nemwana achiri mudumbu.