Kupinza muna taisireva

Kupinza muna taisireva (I told you so) zvinoreva kuita zvinhu zvawakamboyambirwa zvichizopinza mumatambudziko.

Kurerrutsa Mutauro chinjirudza

  • Kuramba kuteerera yambiro yevakuru kwazomupinza muna taisireva.

Chirevo chinjirudza

  • Ndamba kuudzwa akaonekwa nembonje pahuma.