Kuramwa Basa

Kuramwa kushanda (Strike) zvinoreva kuti vashandi vanenge varega kusevenza nokuda kwechinyunyuto chavanenge vainacho. Kazhinji vashandi vanoramba basa nezvikonzero zvinoti:

  • Muhoro usiri kuvafadza wakanyanya kuderera.
  • Mabatirwo avanoitwa neKambani
  • Kunge vari kushanda munzvimbo ine njodzi dzisiri kugadziridzwa nekambani.

Mitauro yeBantuEdit

  • MaZulu vanoti ukuduva umsebenzi (to go on strike) vachireva kuramwa basa. -
  • MaZulu vanoti umduvo (Refusal of participation; strike) vachireva kuramwa basa.
  • MaZulu vanoti ukwenza umduvo (to go on strike) kana ukushaya umduvo (to refuse to participate).
  • VaNyakyusa vanoti ilamwa (v. disregard, doubt) kureva kuramwa. Mamwe mazwi: ilamigwa (v. be disregarded, doubted).