Kusasadzira kusundira kana kukuchidzira imbwa kuti itande munhu kana mhuka.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Yangben vanoti kʊ̀≠sás–à (v. threaten). Fananidzai nokuti kusasadzira?
  • Sangho vanoti dara (v. to sick on a dog; to incite an animal usually a dog, to pursuit; to urge) kureva kusasadzira.