Kusefa (sifting solids in English) inzira yekupatsanura magodo akakura zvakasiyana kuchishandiswa sefa inotendera magodo madiki kupfuura asi isingatendere magodo akakura kudarika. Somuenzaniso kana paine hupfu hwemugaiwa munhu anogona kushandisa sefa kupatsanura hupfu hwakamanzika kubva kune hwakatsetseka.

Sefa dzesimbi

Mazwi eBantuEdit

  • VaLozi vanoti sefa (n. sieve) vachireva sefa. VaWabo vanoti sekeso (n. sieve) vachireva sefa.
  • Umbundu vanoti usiko (n. sieve - of sticks and bark).
  • VaLela vanoti lè̱lé̱ (v. sieve out, wash; sieve (rice, corn, etc.) with water to remove sand).