Kusendereka (to go in a zig-zag manner).

Tsumo chinjirudza

  • Kukwira gomo kusendereka. To climb a mountain you go zig-zag.

Mamwe Mazwi chinjirudza

Mutauro yeBantu chinjirudza

  • Mang'anja vanoti kusenda kana kusendeka (flay an animal, bark a tree) vachireva kufuna mhuka. Vanotaurawo izwi rokuti kusendekera.