Kushuva

Kushuva (long for, yearn) kushuvira, kudakarira, chidokwa-dokwa.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaFwe vanoti shuwa (hear, feel, perceive).
  • Mang'anja vanoti kusuwa (to long for, want, miss). Sokuti A-suwa m'bwalo, a-funa kukwata - aneta nechibhachura, ave kuda kuroora.