Shoko rokuti kutakanura (remove from burden or grip) rinoreva kubvisa chinhu chakatsimbirira kana kudzvanyirira munhu, vanhu kana chimwewo chinhu chakadzvanyirira. Rinorevawo zvakare kubvisa kubva pakugumbatirwa kana kubatana kwevari kurwa.

  • Kutakanura (to break away from another's grasp; to remove something that sticks fast). Kutakanuka (to get away).

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

Vatenderi vechiRoma vakaimba rwiyo rwunoti nditakanurei mambo, ndidzivirirei mambo kumunhu wakaipa.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaKikongo vanoti taka (a wooden hitch). Ko izwi rokuti kutakanura rinotodzana neiri here?.
  • VaKongo vanoti taka (a short straight piece of wood fastened in the centre to a fishing line, which when swallowed hitches crosswise, and so the fish is caught).