Kutapa Zviwanikwa (extracting resources) zvichireva mabasa anosanganisira kumora huchi, kuchera simbi dziri muvhu, kuchere mafutarubwe zvichingodaro.

  • Kutapa Mukanwa (to extract words, evidence or confession from someone?) zvichireva kuwana mazwi auri kutsvaga kubva kumunhu, dzimwe nguva nenzira dzakavandika.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • MaZulu vanoti tapa (Extract, take out (as honey from hive, ore from mine) kumora huchi kana kuchera simbi pamugodhi.
  • MaZulu vanoti umtapi (Collector of honey, moulding-clay, ore, etc; mine owner) kureva munhu anomora huchi kana kuchera simbi pamugodhi.
  • Baila neMaZulu vanoti kutapa (extract honey from a nest) kureva kumora huchi. VaZigula vanoti kutaha (v. despoil - plunder, pillage).
  • VaNyungwe vanoti -tapa (v. take out). VaGungu vanoti kutaha (v. fetch, draw water; get s.t. from somewhere) kureva kutapa.
  • Taabwa vanoti kutapa (v. draw water etc.) kuteka mvura. Mamwe mazwi: kutapula (v. dip into a pot).
  • Lubwisi vanoti kutapa maasi (v. fetch water) kureva kuchera mvura.