Kutoka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Farai Kutoka; Allan Kutoka, Arnold Kutoka.

Mitauro yeBantuEdit

  • Lenje vanoti kutoka (Apply fire to, roast, burn, bake e.g. pottery) - kupisa, kugocha kana kukanga. Swahili vanoti kutoka jasho (v. sweat; perspire).
  • VaKomo vanoti toka (v. leave). Mamwe mazwi: toka (n. quitter). VaSwahili vanoti kutoka (from, out of). VaGiryama vanoti ku-toka (v. to be cut off) kureva kugurwa.
  • Sangho vanoti toka (v. to send) kureva kutuma. Mamwe mazwi: to (v. to send, to dispatch).
  • MaZulu vanoti toka (v. Await trial in confinement) vachireva kumirira kutongwa uri muchitokisi. Mamwe mazwi isitokisi (n. Place of detention while awaiting trial) kureva chitokisi.
  • VaKaonde vanoti kutooka (to be light in complexion), kutsvuka ruvara rweganda. Mbunda vanoti butoka kana kutoka (white) kureva huchena.