Kutora (v. take, take over, bring, fetch).

  • Mukupera kwehondo yechimurenga, hurumende yevatema yakaita chirongwa chekutora mapurazi ichigarisa vanhu vatema.
  • Murume akawanikwa nembudzi dzkuba atorwa nemapurisa masikati ano.
  • Zvinotora mavhiki mangani kuti mbambaira dzisvike kubva pamusi wekudyarwa?

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Bushong inoti tola (v. take, acquire, apprehend; bring, fetch, carry, transport, pick up, take up; blow away by wind; elapse).
  • Bushong inoti tola (v. arrive at; reach to; arrive, reach). Mamwe mazwi: todi (v. cause to arrive).
  • Bushong inoti itolala (n. destination, camp, terminus, termination).