Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Kutsa moto muviri ubve chando: make a fire so that we can thaw out.
  • Vana vakaita chirwirangwe chokukutsirana munhu ainge arwisa baba vavo: the children dropped everything else to make a united attack on a person who was attacking their father.
  • Vakakutsirana kutenga gejo: they all contributed to the purchase of a plough.
  • Ndakutsirwa navo: they ganged up on me (lit: I was ganged up on by them).


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.