Kutsaru izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Norah Kutsaru; Livingstone Kutsaru; Stanley Kutsaru; Charity Kutsaru.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kinande vanoti kitsarutsaru (on one side) kureva kudivi rimwe. Zvichida izwi iri rinokwanisa kuturikira chinonzi cis kuEnglish.