Kutsika konzi kana kutsikana konzi zvinoreva maitiro evanhu vari kukwikwidzana pangava pazvigaro kana pabasa ekuti vanoitirana zvakaipa nechinangwa chekutadzisa mumwe kubudirira kana kuita kuti awore moyo abude pamakwikwi aya.


Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Pakukwikwidza kupinda mudare reMabhuyo pane kutsikana konzi kwakaoma pakati pevakwikwidzani.