Kuvaviwa

Kuvaviwa (feeling itchy) zvinotaura zvinonzwa munhu apo anozokwenya.

TsikaEdit

  • Igangaidza mukwenyi mhezi kuvavira mudumbu.
  • Idzimaidza mukwenyi, mhezi kuva¬≠vira mundani.

Mitauro yeBantuEdit

  • Mang'anja vanoti mpere zi-fala tupi lonse (the itch spreads over the whole body) vachireva muviri wose unovava.
  • VaZigula vanoti kuwawa (to sting; to taste spicy; tasting spicy hot) kureva kuvava.
  • VaYao vanoti kuwenga (to produce an eruption of eczema on the skin, as certain kinds of flesh are said to do) kureva chirwere cheganda charehwa icho.
  • VaYao vanoti kuwengwa (to be covered with eczema) kureva kuva nechirwere cheeczema.