Kuvhika

Kuvhika (Ward off, danger, a blow, etc.; parry) zvichireva kudzivisa chinhu kana munhu anga achakurova.

Mitauro yeBantuEdit

  • MaZulu vanoti vika (Ward off, danger, a blow, etc.; Dodge, avoid) vachireva kuvhika.
  • MaZulu vanoti vika (Deny, refuse to admit.) vachireva kurambira. Sokuti: Uyivike njalo indaba (He persistently denied the charge) - akaramba mhosva.