Kuvirima (boast) zvonoreva kutaura munhu uchizvikudza pamusoro pezvawakagona kuita. Vamwe vatauri vanoti kuganza.

Kuvirima kana kuirima (be disrespectful).