Kuyera
- Kuyera (to measure).
- Kuyera (totem).
- Kuyera (in reference to sacred places or objects).
- Kuyera sezita (a family name).
Mitauro yeBantu
chinjirudza- Mang'anja vanoti kuyera (of whiteness, cleanliness, brightness, clearness, purity, holiness) kureva kuchena.
- Mang'anja vanoti kuera (to be white or light) kureva kuchena. VaGulu vanoti numba yera (clean house), imba yakachena.
- VaNyakyusa vanoti unkasi umwelu kureva mukadzi muchena. VaTakwane vanoti weela (v. be white). Yoweela (adj. white).
- VaGwere vanoti bweru (1. whiteness, 2. transparency, honesty, intergrity) kureva huchena. Herero vanoti oku-yerisa (v. to glorify, exalt).
- Taita vanoti kuela (v. to be light) kureva kuyedza. Mamwe mazwi: kuelesa (to purify) kureva kuchenesa.
- VaMaconde vanoti koyela (v. to bring) kureva kuunza. VaMaconde vanoti kuyela (v. to arise) kureva kukwira.
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |