Kwakadziva

Kwakadziva (opposite, facing) zvinodudza kwakatarisa chinhu. Somuenzaniso Mutare yakavakwa kwakadziva kumabvazuva kweZimbabwe.

Kurerutsa MutauroEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • MaZulu vanoti bekana (1. Look at one another, watch each other. 2. Face one another, be opposite) vachireva kudzivana. MaZulu vanoti mabekana (Opposite to) kureva kwakadzivana.
  • MaZulu vanoti beka (Look, look at, look towards, observe, watch, examine) zvichireva kutarira.
  • MaZulu vanoti Indlu yakhiwe mabekana nomgwaqo (The house is built opposite the roadway) vachireva imba yakavakwa kwakadziva kumugwagwa.
  • MaZulu vanoti lungana kana malunga (Be opposite) zvichireva zvakatarisana.