Ritwaniya

(runangakatsva kubva kuLithuania)
Republic of LithuaniaLietuvos Respublika
Mureza wePoland
Rwiyo: Tautiška giesmė

Ritwaniya (kureva Lithuania; Chiritwani: Lietuva; Lietuvos Respublika) kana Ritvaniya pachihofisi ichidanwa kunzi Rudhende rwe Ritwaniya, inyika inowanikwa kuchisi cherubharuti cheYuropu. Chikamu chemavuso eRubharuti matatu uye yakatambanudzwa kumabvirazuva egombe re Bhahari re Rubharuti. Rinopanana muganhu wenyika ne Rativhiya kumaodzanyemba, Bherarusi kumabvazuva nokumaodzanyemba, Polandi kuchamhembe, uye neRhashiya kuchamhembechemadokero. Ine muganhu wechi-maritime ne Swidheni kumaodzanyemba kwayo kune Bhahari re Rubharuti.

Ritwaniya inafukidza ruwa runosvika 65,300 km2 (25,200 sk mi), ine huwandu hwe vanhu unotora 2.8 miriyoni. Gutaguru uye guta rihombe rayo rinonzi Vhiriniusi (Vilnius); mamwe maguta makuru anosanganisa Kaunasi ne Klaipėdha. Varitwani vanotaura Chiritwani, mutauro urimuboka re mitauro ye Rubharuti ichiri mhenyu.


Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi