Lubalama sezita
Lubalama izita remhuri rinowanikwa muUganda neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Edward Lubalama; Elizabeth Lubalama; Nobson Lubalama; Aime Lubalama.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Luganda inoti olubalama (n. beach; coast; shore; river bank; brink).
- Luganda inoti olubalama lw’ennyanja (n. coast; seashore; margin of lake) kureva gombe renyanza.