Lungu izita rinowanikwa muZambia neZimbabwe.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Mbugwe inoti lungu (n. winnowing tray) kureva rusero.
  • Kikongo vanoti lungu (n. canoe).
 
Prospector canoe showing rocker at the stern