Lushenga sezita
Lushenga izita remhuri rinowanikwa muZambia, Tanzania neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Josephine Lushenga; Arnold Lushenga; Eunice Lushenga; Fidel Lushenga.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Bushong inoti lushenga (n. grit, sand) kureva jecha.