Lusonga izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Esther Lusonga; Clannickson Lusonga; Aimee Lusonga; Adrian Lusonga.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yokuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Yao inoti kusongola (to sharpen a point; to point) kureva kurodza munzi.
  • VaYao vanoti lusongo kana lusonga (a point, a tip; a pointed stick) kureva chimuti chine munzi.
  • Lugwere inoti isonga (point; sharp end of an object) - mutesverwa.
  • Lugwere inoti kusongolya (to sharpen a point; to point) kurodza munzi. Kisongolye (something pointed and sharp).
  • Nyanja neVaMambwe vanoti nsongo (point; the apex or point of anything; the point or extremity of any instrument, as spear, arrow, knife, pen).
  • Lubwisi vanoti busonga (n. point, tip, point of something sharp). VaLenje vanoti songa (press together, heap up, pile up, cram, give full measure).